Sane, Henso, Hweda - What Kinda Girl (Adis)[Official Audio]
Sane, Henso, Hweda - What Kinda Girl (Adis)[Official Audio]
24.8K
Play Count
02:53
Duration
Audio Description
Mwene WeKoloso Album Prod by Usadaro Mixed and Mastered by Usadaro Lyrics: Zviri rare kutiwana tiri sober isu Inenge ingori puff puff pass Haasi munhu wako dzese dziri pa shareit Dzinorohwa f*ck f*ck pass Vanoshanda all summer (OSAMA) Kunge bin Laden What kinda girl are you nhai mainini Muraini makutonzi mai maMini Muchifamba makaratidza behind the scene What kinda girl ADIS What kinda woman adis What kinda girl ADIS What kinda woman ADIS What kinda girl ADIS What kinda woman adis What kinda girl ADIS What kinda woman ADIS Handichemeri rudo handiti chimbondipawo Maex angu ese handilinke nawo Paakandicheater na lecturer Ndaifunga kuti achandipassisawo PP nebenzo zviite zvishoma Zvekuita hazviperi ndokudzidzisa kusona Pawafunga ndezvazvo watosaiza mujoma Ikatadza kushanda moibvutirwa mboma iyi What kinda girl ADIS What kinda woman adis What kinda girl ADIS What kinda woman ADIS What kinda girl ADIS What kinda woman adis What kinda girl ADIS What kinda woman ADIS What typa woman adis URI zisnake ndatonzwa nemahiss Perfect body achinhuwirira fish Mukapfeka mini white skirt Menge matikangira piece yeah Tipei aura dzekwa 2 PAC Vambo dear mama Mukatiwana takatsamwa eh wamunyama Hausi nhubu farmer Asi mari inotambira imo mutara Imo mutara Kuno tikamhanya marathon vanodikitira Hanty waizviita knife man pane sword fight Ndosaka wakazongofiritiwa What kinda girl ADIS What kinda woman adis What kinda girl ADIS What kinda woman ADIS What kinda girl ADIS What kinda woman adis What kinda girl ADIS What kinda woman ADIS