Sane - SHEKA (outro)
Sane - SHEKA (outro)
22.7K
Play Count
02:16
Duration
Audio Description
Koloso yeMwene Lyrics: Rume rinonzi rabata ndorine Agenda Muchati avata iye akabhenda Kwaari chinonzi sabata imbwa yana Brenda Ungati avatar iri nyash bender Uyu chero zvikanzi akacutter Tosiya achienda Idya namambo wafanoiRenter Zvinganzi zvashata kudya neParlenta Kudya nafattah uku kudya na Lendaz Mushenge-mushenge-mushenge Mushenge-mushenge-mushengenene Uri Koloso yeMwene ahh Uri Koloso yemwene huh Mushenge-mushenge-mushenge Mushenge-musheke -mushekesheke Uri Koloso yeMwene ahh Uri Koloso yemwene huh Zvakatangira kuchildhood TIchizvionera pa TV This time tochigwina chete Half yeloaf is better than nothing Chii chinonzi bread kana usina money Back in the past taimbogerwa mafade ari funny Takamukabirisa duzuuu Alazokosora akati akufeeler really dizzy Zvikanzi pakwidzwa mutengo wefuel Haisi dissiel Hazvife zvati affecter medula oblangata Dzedu shangu hadzimire kushanda Mushenge-mushenge-mushenge Mushenge-mushenge-mushengenene Uri Koloso yeMwene ahh Uri Koloso yemwene huh Mushenge-mushenge-mushenge Mushenge-musheke -mushekesheke Uri Koloso yeMwene ahh Uri Koloso yemwene huh Rume rinonzi rabata ndorine Agenda Muchati avata iye akabhenda Kwaari chinonzi sabata imbwa yana Brenda Ungati avatar iri nyash bender Uyu chero zvikanzi akacutter Tosiya achienda Idya namambo wafanoiRenter Zvinganzi zvashata kudya neParlenta Kudya nafattah uku kudya na Lendaz Mushenge-mushenge-mushenge Mushenge-mushenge-mushengenene Uri Koloso yeMwene ahh Uri Koloso yemwene huh Mushenge-mushenge-mushenge Mushenge-musheke -mushekesheke Uri Koloso yeMwene ahh Uri Koloso yemwene huh