Sane - DIKI DZESE (Official Audio)
Sane - DIKI DZESE (Official Audio)
14.2K
Play Count
02:10
Duration
Audio Description
Mwene WeKoloso Album Chawawana batisisa Coz mudzimu haukupe twice Pakatengwa bhutsu Dzangu ndodzaipesaniswa size Hamugutsikane ndanzwa kuti maneta ne rice Ndakabvuma kuita shiri wangu zizi riri Wise Ndichichema kumecha sorrow As long as ndichifema ndokuona morrow Ndakauya ndichibhema vakazama kundimwisa doro Debit side, credit side taigara tiriku borrowing side Pazvinhu zvangu Zvese Munamato first Maproblems angu ese gone Ndikaita cash Ndinotamba dzese kusvika Number 8 Pazvibhodhoro Zvese izvi Vaidhakwa nemabest Kune Vamwe vanhu vanongotsoma mulife Type inoendesa boma paside Eh pamakomba ese diki harishaikwe (Pamakomba ese diki hatishaiwe) Say she coming to my crib man Pray for mbalie Where’d learn how to strip girl I pray for your Bali Niggas waking up from sleep then they Pray for money Ain’t no time to sleep man Nginike imali Pazvinhu zvangu Zvese Munamato first Maproblems angu ese gone Ndikaita cash Ndinotamba dzese kusvika Number 8 Pazvibhodhoro Zvese izvi Vaidhakwa nemabest Ndichichema kumecha sorrow As long as ndichifema ndokuona morrow Ndakauya ndichibhema vakazama kundimwisa doro Debit side, credit side taigara tiriku borrowing side Pazvinhu zvangu Zvese Munamato first Maproblems angu ese gone Ndikaita cash Ndinotamba dzese kusvika Number 8 Pazvibhodhoro Zvese izvi Vaidhakwa nemabest